Alice muNyika yeMashiripiti Alice's Adventures in Wonderland in Shona

Afbeeldingen

Artikel vergelijken

  • Engels
  • Paperback
  • 9781782010661
  • 24 juli 2015
  • 158 pagina's
Alle productspecificaties

Lewis Carroll

Lewis Carroll is het pseudoniem van Charles Lutwidge Dodgson (1832-1892), schrijver, wiskundige, geestelijke, fotograaf, en uitvinder van het stofomslag. Hoewel de Alice-boeken hem rijk maakten, bleef hij tot aan zijn dood lector wiskunde aan Church College, Oxford. Zijn werk blijft nieuwe generaties vermaken en verbazen.

Samenvatting

Lewis Carroll izita rokunyora raishandiswa naCharles Lutwidge Dodgson, mudzidzisi weMasvomhu pakoreji yeChrist Church paOxford. Dodgson akatanga kunyora rungano rwuno musi wa4 Chikunguru mugore ra1864 apo akatanga rwendo neigwa murwizi rweThames rwuri muOxford, achifamba naMufundisi Robinson Duckworth nevana vanoti Alice Liddel uyo aiva nemakore gumi okuberekwa zvakare ari mwana weMukuru weChrist Church, mukoma wake Lorina aiva nemakore gumi nematatu uye munin'ina wake Edith aiva nemakore masere. Sezvatinoona panhetembo iri kwekutanga kwebhuku, vasikana vatatu ava vakakumbira Dodgson kuti avaitire rungano. Saka achikokoma kwekutanga, akatanga kutaura rungano urwu semanyorerwo arwakaita pakutangatanga. Apo neapo panodimikirwa nezvavo vari vashanu mubhuku rose zvaro iro rakazodhindiswa muna 1865. Bhuku rino ndiro nhurikirwa yokutanga ya"Alice's Adventures in Wonderland" mumutauro weShona chero zvaro riri bhuku rinozikanwa muzvikoro zvizhinji zvemuZimbabwe riri muChirungu. ChiShona mutauro unotaurwa navanhu vangangosvika zvikamu makumi masere kubva muzana (80%) munyika yeZimbabwe. Unoyambukirawo kuMozambiki neBotswana uko kwaunotaurwa nevanhu vane chitsama. Pamitauro yechitema inosvika gumi nemina muZimbabwe, ChiShona ndiwo mutauro wakanyanyovandudzwa, wave nemaduramazwi uye madudziramutauro zvose zviri mumutauro weShona. Mutauro uyu uri kusimudzirwa nevatsvagurudzi vakazvimiririra, muzinda wetsvakurudzo dzemitauro yevatema uyo uri paUniversity yeZimbabwe (African Languages Research Institute-ALRI) neSangano roMutauro neTsika dzavaShona (Shona Language and Culture Association-SLCA). Saka mutauro weChiShona mutauro uri kukura zvakanyanya zvakare zvinyorwaturikirwa zvakaita sa"Alice muNyika yeMashiripiti" zvinobatsira kukudza dura rehunyorwa hwawo. Nokuda kwevandudzo iyi ChiShona chinoshandiswawo mune zvedzidzo zvematanho epasi, mumatare edzimhosva, uchiturikira Chirungu, mushambadzo dzedzidziso nedzezvekutengeserana nezvimwewo zvinokosheswa muZimbabwe. --- Lewis Carroll is a pen-name: Charles Lutwidge Dodgson was the author's real name and he was lecturer in Mathematics in Christ Church, Oxford. Dodgson began the story on 4 July 1862, when he took a journey in a rowing boat on the river Thames in Oxford together with the Reverend Robinson Duckworth, with Alice Liddell (ten years of age) the daughter of the Dean of Christ Church, and with her two sisters, Lorina (thirteen years of age), and Edith (eight years of age). As is clear from the poem at the beginning of the book, the three girls asked Dodgson for a story and reluctantly at first he began to tell the first version of the story to them. There are many half-hidden references are made to the five of them throughout the text of the book itself, which was published finally in 1865. The Shona language is also a cross-border language in the neighbouring countries of Botswana and Mozambique where it is spoken by sizeable numbers. Of Zimbabwe's 14 indigenous languages, Shona is the most developed with a rich literary heritage in the form of general and specialized monolingual dictionaries, grammars and various literary texts. Shona benefits from efforts by independent researchers, work by organizations like the African Languages Research Institute (ALRI) and Shona Language and Culture Association (SLCA). As a result it is a language that is fast developing when compared to other Zimbabwean indigenous languages. Due to these developments, Shona is now used in some major domains of language use such as medium of instruction at lower levels of education, in the judiciary (in translation should the defendant or plaintiff wish to use Shona and for commercial advertisements. Translations like "Alice's Adventures in Wonderland" into Shona help boost the Shona language's literary heritage."

Productspecificaties

Inhoud

Taal
en
Bindwijze
Paperback
Oorspronkelijke releasedatum
24 juli 2015
Aantal pagina's
158
Illustraties
Nee

Betrokkenen

Hoofdauteur
Lewis Carroll
Hoofduitgeverij
Evertype

Vertaling

Eerste Vertaler
Shumirai Nyota
Tweede Vertaler
Tsitsi Nyoni
Co Vertaler(s)
Shumirai Nyota

Overige kenmerken

Editie
1
Extra groot lettertype
Nee
Product breedte
140 mm
Product hoogte
9 mm
Product lengte
216 mm
Studieboek
Ja
Verpakking breedte
140 mm
Verpakking hoogte
9 mm
Verpakking lengte
216 mm
Verpakkingsgewicht
209 g

EAN

EAN
9781782010661

Je vindt dit artikel in

Categorieën
Taal
Engels
Boek, ebook of luisterboek?
Boek
Studieboek of algemeen
Studieboeken
Beschikbaarheid
Leverbaar
Nog geen reviews

Kies gewenste uitvoering

Bindwijze : Paperback

Prijsinformatie en bestellen

De prijs van dit product is 16 euro en 99 cent.
3 - 4 weken
Verkoop door bol
  • Gratis verzending door bol vanaf 20 euro
  • Ophalen bij een bol afhaalpunt mogelijk
  • 30 dagen bedenktijd en gratis retourneren
  • Dag en nacht klantenservice